Chitsike
HymnVersion1
90
Chords in this song
Strum
D-DU-UDU
Ndofamba, ndofamba
Ndosuwa kudenga
Kunyika ya - Tenzi
Isi - na nenhamo
2. Majaya musatye
Kufamba murwendo
Munoda vasimbi
Kusvika yonyika
3. Mhandara musatye
Kufamba murwendo
Munoda vasimbi
Kusvika yonyika
4. Madzibaba musatye
Kufamba murwendo
Munoda vasimbi
Kusvika yonyika
5. Madzimayi musatye
Kufamba murwendo
Munoda vasimbi
Kusvika yonyika
6. Heyi wena, heyi wena
Heyi wena, heyi wena
Heyi wena, heyi wena
Heyi wena, Satani
7. Chitsike, chitsike
Chitsike, chitsike
Chitsike, chitsike
Chitsike Satani
Source: Songsterr · Rights holder? Request removal.
Readable chord sheet for Chitsike by Hymn
Ndofamba, [A]ndofamba [E] Ndosuwa kude[Bm]nga [A] Kunyika [A] ya - [A7/C#]Tenzi [D6] [Bm7]Isi -[A/E] na [E7] nen[A]hamo 2. Majaya musatye Kufamba murwendo Munoda vasimbi Kusvika yonyika 3. Mhandara musatye Kufamba murwendo Munoda vasimbi Kusvika yonyika 4. Madzibaba musatye Kufamba murwendo Munoda vasimbi Kusvika yonyika 5. Madzimayi musatye Kufamba murwendo Munoda vasimbi Kusvika yonyika 6. Heyi wena, heyi wena Heyi wena, heyi wena Heyi wena, heyi wena Heyi wena, Satani 7. Chitsike, chitsike Chitsike, chitsike Chitsike, chitsike Chitsike Satani